Usanetseke I'll be fine It's just a matter of time Chete chete ko handi ndizvo zvawakada
Plus kudzidza hakumbopere Mwari anenge ane chinangwa Chigumbu handina asi ndichiri ndakatsamwa Ungandirova zigumegi, believe Kuita kundi dhomotsa you played, deceive Wakandirakidza zveshuwa kuti uri mwana wa Eva Ndine maghost ari kunditsoma kumba kwedu saka
Wakati ukuda attention I gave you the shit I'm broke from all the dreams that you were selling me Uri mboko yemunhu I felt I should tell you this But nyangwe zvazvo hatisi ma enemies Zvakare ndezvakare ngatimbozvisiye Zverudo zvacho taimboizviitirei? Ko dai wakandiudza kuti haudi waibvei? Now chandokumbira kuti